Duramazwi
-patsanura
Zvinoreva
Kuganhura kuisa chimiso chinoparadzanisa nzvimbo kana zvinhu. Nzizi dzinoshandiswa pakuganhura matunhu.
1
Kuganhura kuisa chimiso chinoparadzanisa nzvimbo kana zvinhu. Nzizi dzinoshandiswa pakuganhura matunhu.
Munhu akatsiga anozviganhura pakunwa hwahwa.
Ruzarira rukanda ruchena runoganhura chipfuva nedumbu mumuviri wemunhu kana mhuka.
Haro inzvimbo yakadzikira inoganhura makomo maviri ari pedo napedo.
Zvakafanana
-patsanura
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03ganhurana
Kuganhurana kusiyana kwakaita nzvimbo kana zvimwewo zvinhu, zvichiti chimwe chogumira apa chimwe chotangirawo ipapo chichienda mberi. Nyika yaNesongano inoganhurana neyaMukaro murwizi Mazare.
VerengaSwipe for the next word