Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ganhu kumira kuyerera kana kunaya kunoita mvura.
1
Kuti ganhu kumira kuyerera kana kunaya kunoita mvura.
Kuti ganhu kumira kuyerera kana kunaya kunoita mvura.
Vapoteri vakati kwiti kwiti vachisvika pamuganhu wenvika.
Nzvimbo, ingava huru kana diki, ine miganhu inozikanwa kana chimwe chinhu chinoisunga.
2
Kuti ganhu kuparadzanisa zvinhu kana nzvimbo. Varume vaviri ava vaive nepurazi rakakura, asi vakazoriti ganhu nepakati, voti mumwe uko mumwe uko.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03ganhuka
Kuganhuka kumira kunoita mvura kunaya.
VerengaSwipe for the next word