KwaunobvaDuramazwiGganhurana

Duramazwi

ganhurana

Zvinoreva

Kuganhurana kusiyana kwakaita nzvimbo kana zvimwewo zvinhu, zvichiti chimwe chogumira apa chimwe chotangirawo ipapo chichienda mberi. Nyika yaNesongano inoganhurana neyaMukaro murwizi Mazare.

1

Kuganhurana kupfudza ukama pakati pezvakaita senyika mbiri kana pamhuri, zvikuru mushure mokukonana.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

ganhurira

Kuganhurira kudimbura nokupa mumwe chidimbu chakaita sechomunda.

Verenga

Swipe for the next word