KwaunobvaDuramazwiGganha

Duramazwi

ganha

Zvinoreva

Kuganha ndeimwe yetsika dzinoshandiswa pakuroorana, yekuti musikana anongotizira kumba kwemukomana ivo vasina kutenderana.

1

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

ganhira

Kuganhira kuita kana kutaura kunoratidza kungwarisa, kuzvikudza kana kusvotesa.

Verenga

Swipe for the next word