KwaunobvaDuramazwiGgango

Zvinoreva

Gango chidimbu chehari kana simbi chinoshandiswa pakukanga zvirimwa zvakaita senzungu kana chibage.

1

Gango inhengo yemotokari inoshandiswa pakufambisa mota kuti inyatsonanga kunenge kuchidiwa nemuchairi.

Zvakaoma hazvo veduwe, ko zvandaive ndauruka mugango ndichinozviwisira muchoto?.

2

Gango inhengo yemotokari inoshandiswa pakufambisa mota kuti inyatsonanga kunenge kuchidiwa nemuchairi.

Zvakafanana

gangiro · zenga · rwenga · rwainga · biya · gombero · chidhirai-vho

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gangwa

Gangwa idziva rinoitwa nemvura yakangoungana panzvimbo kana kwambonaya.

Verenga

Swipe for the next word