KwaunobvaDuramazwiBbiya

Duramazwi

biya

-purira

Zvinoreva

Kubiya kupfeka nhumbi dzinodhura.

1

Kubiya kupfeka nhumbi dzinodhura.

Kubiya kufamba uchibva panzvimbo, wakagumbuka.

2

Kubiya kufamba uchibva panzvimbo, wakagumbuka.

Zvakafanana

-purira

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

biyepiye

Biyepiye vanhu vakawanda vanenge vachifamba pamwe chete, vachidzimaidzika.

Verenga

Swipe for the next word