KwaunobvaDuramazwiBbivira

Duramazwi

bivira

-chikididza-chikichira

Zvinoreva

Kubivira kurunga munyu, shuga kana mhiripiri yakawanda.

1

Kubivira kurunga munyu, shuga kana mhiripiri yakawanda.

Farai abivira munyu mumuriwo tikatadza kuudya.

Kubivira kurunga munyu, shuga kana mhiripiri yakawanda.

Zvakafanana

-chikididza · -chikichira

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

biya

Kubiya kupfeka nhumbi dzinodhura.

Verenga

Swipe for the next word