Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ari kupunyaira anenge ane shungu nokuda kwekugumburiswa kwaanenge aitwa.
1
Kana munhu achinzi ari kupunyaira anenge ane shungu nokuda kwekugumburiswa kwaanenge aitwa.
Ko handiti apunyaira haashaye misodzi here?
Mwanakomana akapunyaira chose.
2
Kupunyaira kusunga uso nokuswinya maziso kunoita munhu anenge oda kuchema.
_Apunyaira haashayi misodzi._
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03punyn'a punyn'a
Kuti punyn'a punyn'a kushushikana mupfungwa kwemunhu anenge ane chaanenge achida kuita asi achitadza.
VerengaSwipe for the next word