Kwaunobva/Duramazwi/K/kii
Duramazwi · zita
Svombonoro.
Kufosedzera kupinza chimwe chinhu pachisingakwani uchishandisa chisimba. Kana ukafosedzera kii iyi muburi inogona kuvhunika.
Duramazwi
kiibhodhi
keyboard
kiinura
Kuvhura chivharo chakaiswa nesimbi (to unlock).
kika
kick
Swipe for the next word