KwaunobvaDuramazwiKkiyi

Duramazwi

kiyi

key

Zvinoreva

Kiyi iganje kana chimai chinoshandiswa kuvhara misuo kana midziyo, kuitira kuchengetedza, nzvimbo kana zvinhu.

1

Kiyi iganje kana chimai chinoshandiswa kuvhara misuo kana midziyo, kuitira kuchengetedza, nzvimbo kana zvinhu.

Kiyi yarambira padhoo zvekuti totodeedza vanozvigona vazoibvisa.

Sefi ikabati yesimbi ine kiyi dzayo, inochengeterwa mari nezvimwe zvinhu zvakakosha.

Kuti vhamu kutinhira kunoita mota painotenderedzwa kiyi kekutanga.

2

Kiyi kamwana kanovhuriswa ganje rinovhariswa misuo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kiyinu

Kuti kiyinu kuvhurika kunoita ganje kana watenderedza kamwana karo mukati maro.

Verenga

Swipe for the next word