KwaunobvaDuramazwiKkiya

Duramazwi · chiito

kiya

lock

Zvinoreva

Kukiya kuvhara nechisimbi kana kuti ganje, rinoti kana rabata, unotozovhura bedzi nekamwana kesimbi kakagadzirirwa izvozvo.

Kuti kiya kungoerekana wamira kuita chinhu chawanga uchiita.

1

Tadiwa akazoenda kunorara hake ave kuda kukiya door remuspair wanike makeys hamuna.

Tadiwa akaseka hake kwave kukiya door ndokubva varara havo apo vainge vasina kupfeka semukadzi nemurume.

2

(manje) Kana chimwe chinhu chakukiya chinenge chakubata zvasasimba.

3

Kuti kiya kungoerekana wamira kuita chinhu chawanga uchiita.

Kuti kiya kungoerekana wamira kuita chinhu chawanga uchiita.

Tadiwa akazoenda kunorara hake ave kuda kukiya door remuspair wanike makeys hamuna.

Tadiwa akaseka hake kwave kukiya door ndokubva varara havo apo vainge vasina kupfeka semukadzi nemurume.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kiye

Kana ukati kiye sasa unenge wavhara ganje, zvekuti rinenge risisavhuriki pasina mwana wacho.

Verenga

Swipe for the next word