KwaunobvaDuramazwiMmbanya

Duramazwi

mbanya

Zvinoreva

Kumbanya chinhu kuchibata kana kusunga zvakanyanya zvokuti zvinotorwadza.

1

Kana munhu achiti zvinhu zvakambanya zvinenge zvakamuomera chaizvo panguva iyoyo.

Uyu muchina unoshandiswa kumbanya tsinga dzinobuda nourume hwen'ombe kuitira kuti isazvara.

2

Kana munhu achiti zvinhu zvakambanya zvinenge zvakamuomera chaizvo panguva iyoyo.

3

Kana ukambanya munhu unenge wamutorera zvinhu zvake nechisimba.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word