KwaunobvaDuramazwiMmbanje

Duramazwi · zita

mbanje

marijuana

mashizhatuda

Zvinoreva

Mbanje ifodya inodhaka zvikuru, zvekuti inogona kukanganisa pfungwa dzemunhu.

1

Mbanje ifodya inodhaka zvikuru, zvekuti inogona kukanganisa pfungwa dzemunhu.

Mbanje ifodya inodhaka zvikuru, zvekuti inogona kukanganisa pfungwa dzemunhu.

Kana munhu achiti ndinokubvisa mbanje dziri kumeso anenge achireva kuti anonyatsokuranga.

Kudhaka kukanganisa pfungwa kunoitwa nedoro, mbanje kana zvimwewo.

Zvakafanana

mashizha · tuda

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

Mbano

Mbano chidao chevaera Nzou yekwaMatemavi.

Verenga

Swipe for the next word