Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbangura.
1
Mbangura.
Kuti pambangu kuridza ngoma nenzira inoita kuti inzwike kunzvimbo dziri kure.
Kuti humbangu kurovera musuo uchiuvhara kana kuuvhara.
Kuti bhambangu kurira kwengoma yakakura.
2
Mbangu imhino yenguruve yomudondo.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbanika
Kumbanika kudzva yidzira chinhu nenzira yokuchiisa munzvimbo yakamanikidzika.
VerengaSwipe for the next word