Duramazwi · zita
ganje
kiigayo
Duramazwi · zita
Ganje chimai chekii inoshandiswa kukiya mikova.
Ganje chimai chekii inoshandiswa kukiya mikova.
Kuti kiyinu kuvhurika kunoita ganje kana watenderedza kamwana karo mukati maro.
Kana ukati kiye sasa unenge wavhara ganje, zvekuti rinenge risisavhuriki pasina mwana wacho.
Kiyi kamwana kanovhuriswa ganje rinovhariswa misuo.
kii · gayo
Duramazwi
01 / 03gano
Gano igwenzi rinowanikwa munzvimbo dzine uswa hwakawanda rinoita zvibereko zvinodyiwa.
VerengaSwipe for the next word