Duramazwi
Zvinoreva
Kuganya kuramba kupa ruregerero munhu ane nge arukumbira.
Kuramba kune hasha mukati.
Kuganya kuramba kupa ruregerero munhu ane nge arukumbira.
Kufunganya kunokonzera kuti munhu ashaye rugare paupenyu.
Kudzanganya kurova-rova chinhu kusvika chaita tubandi tudiki kana kusvika chanyorovera.
Kufunganya kunyanya kubatikana nezvinenge zviri mundangariro dzako zvichikushungurudza.
Kuramba kune hasha mukati.
Kufunganya kunyanya kubatikana nezvinenge zviri mundangariro dzako zvichikushungurudza.
Kuganya kuhon'a kunoita imbwa yakanyenama painenge yatsamwa yoda kuruma.
Munhu anoganya ndeanoti akatumwa anoburitsa mazwi okuratidza kusafara.
Kuganya kuhon'a kunoita imbwa yakanyenama painenge yatsamwa yoda kuruma.
Munhu anoganya ndeanoti akatumwa anoburitsa mazwi okuratidza kusafara.
Kuganya kuramba zvakasimba kuita chimwe chinhu.
Zvakafanana
-tsimha
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03ganyabvu
Munhu ane hasha dzinooneka panze.
VerengaSwipe for the next word