Duramazwi
nyinura
-funa-nyenama
Duramazwi
Kunyinura kuburitsa mazino pachena, sezvinoita imbwa kana yashatirwa.
Kunyinura kuburitsa mazino pachena, sezvinoita imbwa kana yashatirwa.
Ndivanaani vari kuita zveunzenza, zvekungonyinura zvisina basa kuseri kwemba uko?
Kunyinura kuburitsa mazino pachena, sezvinoita imbwa kana yashatirwa.
-funa · -nyenama
Duramazwi
01 / 03nyinyiridza
Kunyinyiridza kutenderera kwenhunzi dzakawanda pachikafu kana patsvina.
VerengaSwipe for the next word