Duramazwi
Zvinoreva
Kunyira kutsamwisa munhu nematauriro aunenge waita.
1
Kunyira kutsamwisa munhu nematauriro aunenge waita.
Vakanyatsoratidza kuti vaziva mama nekuti vakabva vatomhanyira kuti ndiani wawakapa?.
Pasina nguva ndakagara kudaro ndakatanga kunzwa kwainge kushinyira.
Ndakabva ndatanga kutarisa pese pese kuti chii chingadaro chaishinyira but hapana chandakaona.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyirenyire
Nyirenyire chinhu chakaoma kunzwisisa uye chisingawanzoitika.
VerengaSwipe for the next word