KwaunobvaDuramazwiGganyamuto

Duramazwi · zita

ganyamuto

Zvinoreva

Ganyamuto zimbama rinopihwa munhu rakasimba chaizvo.

1

Ganyamuto zimbama rinopihwa munhu rakasimba chaizvo.

Mbada rukutu, vose sare maronda kuti nye-e Mbama dzembada dzinopinda munyama, imbwa ganyamuto.

Ganyamuto zimbama rinopihwa munhu rakasimba chaizvo.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

ganyaupfu

Ganyaupfu kudya kunogadzirwa nezvinhu zvakakurungirwa pamwe chete zvikakora.

Verenga

Swipe for the next word