Duramazwi
ko
shall
Duramazwi
shall
Kuti ko kurira kwetyava.
Ichi chivakashure chomupanda 12, chinoshandiswa muchiito kuratidza muiti wezvinenge zvava
kuzoitika. Ukanzwa kambwa aka kohukura, panenge pachitova nomunhu panze chete.
Ichi chivakamberi chinoshandiswa mumibvunzo.
Iri izwi rinosevenzeswa mumibvunzo inoda tsananguro.
Iri izwi rinoshandiswa richingova roga kupindura mubvunzo, kana nyakupindura achida kuratidza kuti mhinduro yacho iri pachena.
Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 12.
Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 17.
Ichi chivakamberi chinoshandiswa nechiito kuratidza nzvimbo iri kure.
Kurira kwechatemwa.
Iri idzitsi rechirevamwene rinoreva iwe uri kutaurwa newe.
Kuti ko kurira kwetyava.
Apa kukango dzamara kwachena BaTakue zvinenge zvavharana ko vanoendepi vakadaro?
Zvakaoma hazvo veduwe, ko zvandaive ndauruka mugango ndichinozviwisira muchoto?.
Nhaimi ko zvavaive vakuda kuti titosiya chero vanhu vasati vatomboparara maiguru?.
Ichi chivakashure chomupanda 12, chinoshandiswa muchiito kuratidza muiti wezvinenge zvava
Ko iye Tadiwa anopinda nemumwe murume mubedroom yevabereki vake chirudzii?
Ko vaigopinda toilet ipi plus Bp dzekuti chiringa zuva chakange chave kuda kunotsvuka.
Zvisinei munhu wavainge vakatenga zvaainge afa ko vaizovharidzorwa nani??
kuzoitika. Ukanzwa kambwa aka kohukura, panenge pachitova nomunhu panze chete.
Ko iye Tadiwa anopinda nemumwe murume mubedroom yevabereki vake chirudzii?
Ko vaigopinda toilet ipi plus Bp dzekuti chiringa zuva chakange chave kuda kunotsvuka.
Ainge avhara mwena unobuda neishwa hake unotoshaya kuti ko aishayei kuita hunhu hwakadero.
Ichi chivakamberi chinoshandiswa mumibvunzo.
Unodeiko?
Unotaureiko?
Nhaimi ko zvandaive ndafara kuti ndawana munhu anonamata on my behalf.
Iri izwi rinosevenzeswa mumibvunzo inoda tsananguro.
Ko, zvaita sei nhai?
Nhaimi ko zvandaive ndafara kuti ndawana munhu anonamata on my behalf.
Vaitadza kudya sadza vachifunga kuti ko Tadiwa ariwanawo here kwaari.
Iri izwi rinoshandiswa richingova roga kupindura mubvunzo, kana nyakupindura achida kuratidza kuti mhinduro yacho iri pachena.
Unofunga vangaitenge here mota inodhura kudai? Ko!
Nhaimi ko zvandaive ndafara kuti ndawana munhu anonamata on my behalf.
Vaitadza kudya sadza vachifunga kuti ko Tadiwa ariwanawo here kwaari.
Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 12.
Kamwana kaya katora bhasikoro rako kakaenda.
Vaitadza kudya sadza vachifunga kuti ko Tadiwa ariwanawo here kwaari.
Tadiwa akatoshaya hake kuti ko shasha iyi kuda kutamba naye zvadiii.
Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 17.
Kunze uku kumira kwako kunoratidza kuti mvura ichanaya chete.
MaiMhofu vaitopinda busy kushaya kuti ko akaendepi ivo vakange voronga kuda kumutora zvekare.
Ko kana dai vaive nechirwere nhaimi munhu ongondidyisa ropa rake?.
Ichi chivakamberi chinoshandiswa nechiito kuratidza nzvimbo iri kure.
Ndichaendako mangwana.
MaiMhofu vaitopinda busy kushaya kuti ko akaendepi ivo vakange voronga kuda kumutora zvekare.
Ko kana dai vaive nechirwere nhaimi munhu ongondidyisa ropa rake?.
Kurira kwechatemwa.
Kuti ko kurira kunoita zvinhu zviviri zvi-nenge zvarovaniswa.
Madonhwe okutanga emvura taianzwa kuti ko ko ko padenga remba yemazen'e.
Kuti ko kurira kunoita simbi kana chimwe chinhu chakaoma, paunenge uchichitema nechimwewo chinhu.
Unoti ko ko ko kutema danda rose iro nekatemo kadiki kakadaro, unofunga kuti ungarigona?
Kuti ko kurira kunoitika kana uchigogodza chimwe chinhu.
Akapotsera dombo rikarova dhiramu kuti ko.
Iri idzitsi rechirevamwene rinoreva iwe uri kutaurwa newe.
Baba vako vari kupi?
Ko kana dai vaive nechirwere nhaimi munhu ongondidyisa ropa rake?.
Pavakamuka vakabva vangobuda achitiza vese ndichibva ndatoshaya kuti ko chii chaive chaitika?.
Duramazwi
01 / 03ko ko ko
Aya mazwi anotaurwa nomunhu achisvika pamusha kana kuti pamba paari kuda kupinda.
VerengaSwipe for the next word