Kwaunobva/Duramazwi/S/shadagu
Duramazwi
Kuti shadagu kurova munhu mbama yakasimba.
shadagura
Kushadagura munhu kumurova nembama zvakasimba.
shafu
Shafu inhengo yemuviri kubva paseri pebvi kusvika kuchitsitsinho.
shafunga
Mushafunga.
Swipe for the next word