KwaunobvaDuramazwiSshadabura

Duramazwi

shadabura

-shabura-chedebura

Zvinoreva

Kana munhukadzi akashadabura, anenge akagara akaparadzanisa makumbo zvokuti zve-mukati zvinenge zvoonekwa.

1

Zvakafanana

-shabura · -chedebura

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shadagu

Kuti shadagu kurova munhu mbama yakasimba.

Verenga

Swipe for the next word