KwaunobvaDuramazwiNnarwo

Duramazwi

narwo

Zvinoreva

Kuti narwo kuenderera mberi nebasa kana chimwewo chinhu chamanga muchiita, mushure mokumbozorora.

Narwo izwi rinoshandiswa kukurudzira vanhu kuti vapfuurire mberi nezvavanga vachiita.

1

Nhasi nyika yose yoyerera uchi nemukaka zvauya nerusununguko urwo tava narwo.

Neruzivo rwawave narwo zvino tinoda utsvagurudze kuti chimiro cherondedzero chakamira sei.

Urwu rudzi rwerunhare rusina tambo, rwaunogona kufamba narwo wakaisa muhomwe.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word