Duramazwi01 / 03narini [nariini]Iri izwi rinoshandiswa kureva nguva inotevera kusvikira nekusingaperi.Verenga→
Duramazwi02 / 03narwoKuti narwo kuenderera mberi nebasa kana chimwewo chinhu chamanga muchiita, mushure mokumbozorora.Verenga→