KwaunobvaDuramazwiNnarini [nariini]

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kureva nguva inotevera kusvikira nekusingaperi.

1

Iri izwi rinoshandiswa kureva nguva inotevera kusvikira nekusingaperi.

Uyu mukadzi ane mwoyo wakanaka chaizvo, zvekuti ndichagara ndichimukudza narini.

Zvakafanana

nokusingaperi

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

narwo

Kuti narwo kuenderera mberi nebasa kana chimwewo chinhu chamanga muchiita, mushure mokumbozorora.

Verenga

Swipe for the next word