Kwaunobva/Duramazwi/N/nekusingaperi
Duramazwi
perpetuity · evermore
Iri izwi rinoshandiswa kureva nguva inotevera kusvikira nekusingaperi.
nokusingaperi
nekuti
because
nema
Kunema kutukana asi vanhu vachifara sezvinoita varamu.
nemaune
blatant
Swipe for the next word