Duramazwi
Zvinoreva
Napukeni mucheka, kazhinji muchena, unomonerwa mwana mucheche uchipoteredza kumagaro, kuitira kugama madhoti neweti.
1
Napukeni mucheka, kazhinji muchena, unomonerwa mwana mucheche uchipoteredza kumagaro, kuitira kugama madhoti neweti.
Paudha mushonga muchena wakaita upfu, unoiswa pamwana kana achipfekedzwa napukeni kuti asasvuuka kana atotesa.
Kana mwana mucheche akatakura pasuru anenge aine tsvina munapukeni.
Tauro mucheka une man'aran'azha senapukeni, unoshandiswa pakugeza.
Zvakafanana
mutambo · mutengwende · kamungori
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03narinhi
forever
VerengaSwipe for the next word