Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achideedzera kuti, "Nepano!" anenge achikumbira varidzi vemusha kuti apinde kana kuti apfuure.
1
Kana munhu achideedzera kuti, "Nepano!" anenge achikumbira varidzi vemusha kuti apinde kana kuti apfuure.
Iwe pachako ndiwe wakandikwereta mari saka chirega kuti pano napano.
Ichi chiitomwana chinoratidza zvinhu zvinoitika nenguva dzakaparadzana. Mukomana wamunoreva anosimbopfuura napano.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03napo
thereby
VerengaSwipe for the next word