Duramazwi
nanzva [-nazva]
-Isvetura-nambura
Duramazwi
Kana uchinanzva chinhu unenge uchifambisa rurimi rwako pachiri.
Kana uchinanzva chinhu unenge uchifambisa rurimi rwako pachiri.
Chikafu ichocho chainaka zvekuti waitonanzva minwe nekunakirwa.
-Isvetura · -nambura
Duramazwi
01 / 03napano
Kana munhu achideedzera kuti, "Nepano!" anenge achikumbira varidzi vemusha kuti apinde kana kuti apfuure.
VerengaSwipe for the next word