Duramazwi
tsvetura
-nanzva
Duramazwi
Kutsvetura kufambisa rurimi pachikafu kana chimwevo chinhu.

Kutsvetura kufaira kana kurodzera banga kuti ripinze.
Kutsvetura kufaira kana kurodzera banga kuti ripinze.
-nanzva
Duramazwi
01 / 03tsveya
Kuti tsveya kugara kwechinhu, rimwe divi racho rakakwirira, rimwe rakadzikira.
VerengaSwipe for the next word