Duramazwi
tsveyama
-U-ngama
Duramazwi
Kana chinhu chakatsveyama chinenge chakarerekera rutivi.
Kana chinhu chakatsveyama chinenge chakarerekera rutivi.
Uku kutsveyama kana kunyangara kweimba, kana chigadzirwa, kana chimwewo chinhu.
Kana chinhu chakatsveyama chinenge chakarerekera rutivi.
-U-ngama
Duramazwi
01 / 03tsvi
Tsvi mweya unonhuwa, wemunhu akagutisa, unobuda mukanwa kana munhu achinge adzvo-va.
VerengaSwipe for the next word