Kwaunobva/Duramazwi/S/sendemara
Duramazwi
Kusendemara kumira wakatsigirwa nechimwe chinhu.
sendemu
Kuti sendemu kudonha kubva panzvimbo yakakwirira.
sendenisi
Sendenisi mutsetse wemashoko une muiti, chiito nemuitirwi.
sendenzi
Sendenzi chirango chinopuwa munhu anenge abatwa nemhosva mudare.
Swipe for the next word