KwaunobvaDuramazwiSseyama

Duramazwi

seyama

Zvinoreva

Kuzendama.

1

Kuzendama.

Kana hari yakagara pachoto yakatseyama inenge yakagara yakarereka.

Kuti karanjanja kutseyama negotsi, mabvi akafonyorwa.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word