Duramazwi
Zvinoreva
Iri izwi rinoreva kuti zvakada kufanana kana kuti zvinoda kuratidzika saizvozvo.
1
Iri izwi rinoreva kuti zvakada kufanana kana kuti zvinoda kuratidzika saizvozvo.
Kana uri pano apa zvinoita sezvinonzi zuva rava kunyura.
Vakashushikana zvisingaite sezvinonzi afamba apota vakatanga kufona tete vaye ndokuzodaira phone.
Door remota rakanzwa kuvhura nekuvharirwa pasina sezvinonzi pride ispirit yose inobata mukadzi waBatakue.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sezviri pachena
apparently
VerengaSwipe for the next word