KwaunobvaDuramazwiKkunge

Duramazwi

kunge

sa--nge

Zvinoreva

Kana munhu achiti chinhu chakaita kunge chimwewo chinhu, anenge achireva kuti zvinhu zviviri izvi zvakafanana.

1

Kana munhu achiti chinhu chakaita kunge chimwewo chinhu, anenge achireva kuti zvinhu zviviri izvi zvakafanana.

Mwana u- yu akaita kunge amai vake pachimi- ro chake.

Namufundisi vaive vamirawo pamusiwo paive namama ipapo vakafuta kunge dzetse.

Chero neni hameno kuti chakangoita kuti ndiitewo kunge ndisingamuzivi chii?.

2

Sokunge.

Zvakafanana

sa- · -nge

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kunguma

Kuti kunguma kuti rimbindi pasi kwechi- nhu chinenge chakafa.

Verenga

Swipe for the next word