KwaunobvaDuramazwiKkunga

Duramazwi

kunga

-kungira-shingirira

Zvinoreva

zogoni kuzvidzora, zvokuti anogona kukuvadza vamwe.

Kukunga kumona jira raunoisa mumusoro mako kuti u- kwanise kutakura chimwe chinhu pamusoro.

1

Tambaoga akasimuka ndokutenderera neibwe rose achiita sokuriridza namaoko ake ayo akange akunga zvibhakera.

Rudo, kana mava kuenda kuhuni, tora chijuzu changu ichi chakasimba ugonokunga hata.

Kana uchida nezvaMaria, wotokunga mwana wamai.

2

3

Kukunga kuva nechido chokuti dai zvimwe zvinhu zvabudi- rira pamwe nokushandira zvinhu i- zvi nesimba.

Kana uchida nezvaMaria, wotokunga mwana wamai.

Zvakafanana

-kungira · -shingirira

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kunge

Kana munhu achiti chinhu chakaita kunge chimwewo chinhu, anenge achireva kuti zvinhu zviviri izvi zvakafanana.

Verenga

Swipe for the next word