Duramazwi
Zvinoreva
Sekunge.
1
Sekunge.
Kuti futu kungoerekana chinhu chapera mweya, senge bhora kana vhiri.
Kuti fo kuibva kunenge kuchangoita zvirimwa, senge chibage mumunda.
Kun'anyaira kufamba munhu achikamhina, senge ane chironda pagumbo.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sengende
Sengende idengu rakarukirwa pachirei, rinoshandiswa kutakura zvinhu richikwehwa nen'ombe.
VerengaSwipe for the next word