Kwaunobva/Duramazwi/S/sengere
Duramazwi · zita
bamboo
Mushenjere.
Duramazwi
sengeya
Kusengerwa kwezvinhu munzvimbo diki.
sengu
Kuti sengu kukamura hundi kubva pambeu.
sengura
Kusengura kubvisa zvinhu zvako pazvanga zviri nokundozviisa kumwe.
Swipe for the next word