KwaunobvaDuramazwiSsenga

Duramazwi

senga

transport

-takura-tengura

Zvinoreva

Kusenga kuisa mutoro pamusoro, uchifamba kana kuti kamira.

1

Kusenga kuisa mutoro pamusoro, uchifamba kana kuti kamira.

Wakurumidza kumedza, kutsenga uchada.

Usakurumidza kumedza kutsenga uchada.

Zvave kuita sekuti vakaronga madzidziro aya vakakasika kumedza kutsenga kuchada.

2

Kusenga kutakura munhu, kazhinji mwana, pamakumbo.

3

Kusenga kutamba nechikongo chomukadzi kuti anzwe kuda kurara newe.

Zvakafanana

-takura · -tengura

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word