KwaunobvaDuramazwiSsenerera

Duramazwi

senerera

-tsekenyedza

Zvinoreva

Kusenerera kupinda panhu pakamanikana uchipfuura nepamukana mudiki. Pane vanhu vatotanga nzira inopfuura nomupurazi medu vachiita zvokusenerera waya.

1

Kusenerera kufamba zvishoma zvishoma uchiita kunge uri kutadza kufamba.

2

Zvakafanana

-tsekenyedza

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word