Duramazwi02 / 03shabhiniShabhini pamba pomunhu panotengeserwa nokunwirwa doro zvisiri pamutemo.Verenga→
Duramazwi03 / 03shabwabwaKushabwabwa kusunga kunoita mumuromo kana munhu adya muchero usina kunyatsoibva.Verenga→