KwaunobvaDuramazwiEekera

Duramazwi

ekera

Zvinoreva

Kunhingirika.

1

Kunhingirika.

Paakaona kuti ndiamai vake haana kuda kuzodzekera kwaainge ari kukitchen.

Tadiwa akasekera kure hake nekuti aiziva kuti Tanaka aimukwatura sanike nehasha dzaaive nadzo apaka.

Divi iroro ndiro raunofanira kurerekera kwariri asi unosungirwa kutanga nekutsigira mativi ose.

Mamwe mazwi ane E

E

Swipe for the next word