KwaunobvaDuramazwiEekisero

Duramazwi · zita

ekisero

axle

Zvinoreva

Ekisero isimbi yakaurungana kana kuita chitende pakati pevhiri, inova ndiyo inobatsira kuti ritenderere zvakanaka.

1

Iyi isimbi inobata pasi peekisero yebhasikoro.

Vhiri idendenedzwa rinogadzirwa nerabha, rinobatanidzwa neekisero rinotenderera richifambisa zvakaita sengoro kana motokari.

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

ekisheni

(manje) Izvi ndezvese zvinenge zvichiitwa nomutambi mufirimu kana mudhirama, zvinenge zvichiita kuti dingindira racho rienderere mberi.

Verenga

Swipe for the next word