Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tsvi mweya unonhuwa, wemunhu akagutisa, unobuda mukanwa kana munhu achinge adzvo-va.
Kuti tsvi kumira nokukasira. Akati mabhuriki tsvi, aona zinyoka mberi kwake.

Kuti tsvi-i kuridzira imbwa muridzo kuti idzingirire mhuka.

Mheterwa muridzo unoridzwa munhu akapeta rurimi, rwuri pakati pemazino uye muromo wakapfumbwa, achiti tsvi-yo-o!.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvi-i
Kuti tsvi-i kuridzira imbwa muridzo kuti idzingirire mhuka.
VerengaSwipe for the next word