Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mavandamwa mweya wakaipa wemunhu agutisa, unobuda nemumukanwa kana akadzvova.
1

Zvakafanana
manhungatunge · nhururu · tsvii
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mavara
colors
VerengaSwipe for the next word