Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mavambwa idoro riri padanho rokutanga pakubikwa.
1
Mavambwa idoro riri padanho rokutanga pakubikwa.
Mavambwa idoro riri padanho rokutanga pakubikwa.
Mapiswa imhanga yamavambwa edoro yavidzwa nomoto, kuti ichizoiswa mubvuwira yozosanganiswa namasvusvu kana yavira.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mavandamwa
Mavandamwa mweya wakaipa wemunhu agutisa, unobuda nemumukanwa kana akadzvova.
VerengaSwipe for the next word