Duramazwi
Mauya
welcome
titambire
Duramazwi
welcome
Iri izwi rinoshandiswa kuchingamidza munhu paanosvika kubva parwendo, kuri kuratidza kumufarira.
Iri izwi rinoshandiswa kuchingamidza munhu paanosvika kubva parwendo, kuri kuratidza kumufarira.
Mwana akaita mauya mai vake pavakasvika kubva kubasa.
Chirozva mauya ndicho chiumza mavi.
titambire
Duramazwi
01 / 03mavambo
origin
VerengaSwipe for the next word