Duramazwi · zita
Mauto
army · garrison
Duramazwi · zita
army · garrison
Mauto varwi venyika vanenge vakazvipira kuchengetedza nyika sebasa ravo.
Mauto varwi venyika vanenge vakazvipira kuchengetedza nyika sebasa ravo.
Huku nembwa dzainge mauto akamirira kurwa kuri kurinda sadza raidaro kubikwa.
Kana mauto ashonga nhumbi dzehondo unoona kuti kwaipa.
Mauto akarwisa kamba yavavengi nepfuti.
Duramazwi
01 / 03Mauya
welcome
VerengaSwipe for the next word