Duramazwi · zita
uto
military
soja
Duramazwi · zita
military
Uto chikwata chemasoja anorwa hondo yokudzivirira nyika.
Uto chikwata chemasoja anorwa hondo yokudzivirira nyika.
Uto chikwata chemasoja anorwa hondo yokudzivirira nyika.
Uto inhengo yechikwata chevanhu chinorwa hondo.
Ndurunduru igamba kana kuti uto rakasimba.
Uto inhengo yechikwata chevanhu chinorwa hondo.
soja
Duramazwi
01 / 03utofo
Kana munhu achinzi ane utofo anenge asina njere dzokubata zvinhu zvakawanda nokukasira, zvikuru muchikoro.
VerengaSwipe for the next word