Duramazwi · zita
musoja
soldier
Duramazwi · zita
soldier
Musoja munhu anorwa hondo kana kumirira kudzivirira nyika yake kana yawirwa nehondo.
Musoja munhu anorwa hondo kana kumirira kudzivirira nyika yake kana yawirwa nehondo.
Musoja akafara bara parakati nduri-i muvengi.
Kana mudzidzisi wedu achikoka hasha, anotanga kutaura nezvenhamo dzaaiona achiri musoja, ozopedzira atsamwa zvikuru, orova zvino.
Muchiuto, koporo musoja ane chinzvimbo chepasi, kazhinji anenge achangotanga basa.
Duramazwi
01 / 03musokeri
Musokeri munhu anogara kunyika isiri yechizvarirwa chake.
VerengaSwipe for the next word